Nehemia 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari wangu, ndirangarireiwo nokuda kwaizvozvi, uye musadzima zvandakaita nokutendeka kuimba yaMwari wangu, neshumiro yayo.

Nehemia 13

Nehemia 13:8-18