Nehemia 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakatsiura vabati ndikavabvunza ndikati, “Imba yaMwari yashayirwa hanya neiko?” Ipapo ndakavaunganidza pamwe chete akavadzosera kunzvimbo dzavo.

Nehemia 13

Nehemia 13:5-18