Nehemia 12:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro vakabayira zvibayiro zvikuru, vachifara nokuti Mwari akanga avapa mufaro mukuru. Vakadzi navana vakafarawo. Maungira omufaro waiva muJerusarema wakanzwika kure kwazvo.

Nehemia 12

Nehemia 12:35-44