Nehemia 12:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakakwidza vatungamiri vavaJudha pamusoro porusvingo. Ndakarayirawo mapoka makuru maviri avaimbi kuti vavonge vachifamba mumudungwe. Rimwe boka rakafamba pamusoro porusvingo kurudyi, rakananga kuMukova waMarara.

Nehemia 12

Nehemia 12:27-41