Nehemia 12:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pakukumikidzwa kworusvingo rweJerusarema, vaRevhi vakatsvakwa kwavaigara akauyiswa kuJerusarema kuzopemberera kukumikidzwa uku nomufaro nenziyo dzokuvonga uye nokuimba vachiridza makandira, mitengeranwa nembira.

Nehemia 12

Nehemia 12:25-34