Nehemia 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vatungamiri vavaRevhi vaiva Hashabhia, Sherebhia naJeshua mwanakomana waKadhimieri, nehama dzavo aimira akatarisana navo vachipa rumbidzo nokuvonga, uye vachiita madzoro sezvazvakanga zvarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari.

Nehemia 12

Nehemia 12:19-25