Nehemia 12:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vedzimba dzavaRevhi mumazuva aEriashibhi, Joyadha, Johanani naJadhua, pamwe chete neavo vaiva vevaprista, vakanyorwa mazita avo pamazuva okutonga kwaDhariasi muPezhia.

Nehemia 12

Nehemia 12:19-26