Nehemia 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaibva kuzvizvarwa zvaBhenjamini vaiti: Saru mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waJoedhi, mwanakomana waPedhaya, mwanakomana waKoraya, mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waItieri, mwanakomana waJeshaya,

Nehemia 11

Nehemia 11:6-15