Nehemia 11:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petahia mwanakomana waMeshezabheri, mumwe wezvizvarwa zvaZera mwanakomana waJudha, aiva mubati waMambo panyaya dzose dzavanhu.

Nehemia 11

Nehemia 11:16-29