Nehemia 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nehama dzavo, avo vakaenderera mberi nebasa retemberi, vaiva varume vana mazana masere namakumi maviri navaviri; naAdhaya mwanakomana waJerohamu, mwanakomana waPeraria, mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waZekaria, mwanakomana waPashuri, mwanakomana waMarikija,

Nehemia 11

Nehemia 11:4-14