Nehemia 10:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana vanhu vatakavakidzana navo vakauya nezvokutengesa kana zviyo kuzotitengesera neSabata, hatizovatengeri nomusi weSabata kana pazuva ripi zvaro dzvene. Pagore rechinomwe roga roga ticharegedza kushanda muminda uye tichadzima zvikwereti zvose.

Nehemia 10

Nehemia 10:26-34