Nahumi 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ninevhe rakafanana nedziva, uye mvura yaro iri kuerera ichipera. Vanochema vachiti, “Mirai! Mirai!” asi hapana anocheuka.

Nahumi 2

Nahumi 2:5-11