Nahumi 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achadzosa kurumbidzwa kwaJakobho sokurumbidzwa kwaIsraeri, kunyange vaparadzi vakavaparadza uye vakaparadza mizambiringa yavo.

Nahumi 2

Nahumi 2:1-3