Muparidzi 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachafa, asi vakafa havana chavanoziva; havachinazve mumwe mubayiro, uye nokurangarirwa kwavo kwakanganikwa.

Muparidzi 9

Muparidzi 9:1-10