Muparidzi 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino muguta umu maigara mumwe murume akanga ari murombo asi akachenjera, uye akaponesa guta iri nouchenjeri hwake. Asi hakuna munhu akarangarira murombo uya.

Muparidzi 9

Muparidzi 9:8-18