Muparidzi 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo hakuna munhu anoziva nguva yake painosvika:Sehove dzinobatwa murutava rwakaipa, kana shiri dzinobatwa murugombe, saizvozvowo vanhu vanobatwa nenguva dzakaipa dzinovawira vasingatarisire.

Muparidzi 9

Muparidzi 9:8-16