Muparidzi 9:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose zvinowanikwa noruoko rwako kuti ruzviite, zviite nesimba rako rose, nokuti muguva, mauri kuenda, hamuna kushanda kana kuronga, kana ruzivo kana uchenjeri.

Muparidzi 9

Muparidzi 9:8-15