Muparidzi 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvose izvi ndakazviona, pandakaisa pfungwa dzangu pane zvose zvinoitwa pasi pezuva. Pane nguva yokuti mumwe munhu anenge ane simba pamusoro pavamwe, asi achizvikuvadza pachake.

Muparidzi 8

Muparidzi 8:6-16