Muparidzi 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani zvake achateerera murayiro wake haangawani chinomukuvadza, uye mwoyo wakachenjera uchaziva nguva yakafanira namaitiro akafanira.

Muparidzi 8

Muparidzi 8:2-13