Muparidzi 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane chimwezve chinhu chisina maturo chinoitika panyika: Vanhu vakarurama vanoitirwa zvakafanira kuitirwa vakaipa, uye vanhu vakaipa vanowana zvakafanira kuwanikwa navakarurama. Naizvozviwo ndinoti hazvina maturo.

Muparidzi 8

Muparidzi 8:10-16