Muparidzi 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange munhu akaipa akapara mhosva dzinosvika zana agorarama nguva refu, ndinoziva kuti zvichava nani kuna vanhu vanotya Mwari, avo vanokudza Mwari.

Muparidzi 8

Muparidzi 8:6-17