Muparidzi 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pano kuenda kuimba yamabiko, nokuti rufu ndiwo mugumo womunhu wose; vapenyu ngavazviise izvi pamwoyo.

Muparidzi 7

Muparidzi 7:1-7