Muparidzi 7:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muupenyu hwangu husina maturo ndakaona zvose izvi:akarurama achiparara mukururama kwake, nowakaipa achirarama nguva refu mukuipa kwake.

Muparidzi 7

Muparidzi 7:9-18