Muparidzi 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviri nani zvinoonekwa nameso pane kutsvaka-tsvaka kwomwoyo. Izviwo hazvina maturo, kudzinganisana nemhepo.

Muparidzi 6

Muparidzi 6:1-12