Muparidzi 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu angava navana zana agorarama makore akawanda, asi hazvinei kuti ararama nguva yakareba sei, kana akasafara nezvaanowana uyezve akasavigwa zvakanaka, ndinoti mwana aberekwa ari gavamwedzi ari nani pana iye.

Muparidzi 6

Muparidzi 6:1-10