Muparidzi 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakanga vasingaverengeki vanhu vose vaaitonga. Asi vakazouya pashure havana kufadzwa neakange achitonga panzvimbo yamambo. Naizvozviwo hazvina maturo, kudzinganisana nemhepo.

Muparidzi 4

Muparidzi 4:9-16