Muparidzi 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mumwe akawira pasi, shamwari yake inogona kumubatsira kuti amire zvakare. Asi ane nhamo munhu anowira pasi, asina anomusimudza!

Muparidzi 4

Muparidzi 4:9-16