Muparidzi 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakaona kuti hapana chingapfuure ichi, kuti munhu afadzwe nebasa rake, nokuti uyu ndiwo mugove wake. Nokuti ndiani achazomudzosazve kuti aone zvichazoitika shure kwake?

Muparidzi 3

Muparidzi 3:19-22