Muparidzi 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinoitika kumunhu zvakafanana nezvinoitika kumhuka; zvose zvinoitirwa zvimwe chetezvo: sokufa kunoita chimwe, chimwe chinofawo. Zvose zvinofema mweya mumwe; munhu hapana paanopfuura mhuka. Zvose hazvina maturo.

Muparidzi 3

Muparidzi 3:18-22