Muparidzi 3:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye basa rimwe nerimwe rine nguva yaro pasi pedenga:

2. nguva yokuberekwa nenguva yokufa, nguva yokusima nenguva yokudzura;

3. nguva yokuuraya nenguva yokuporesa, nguva yokuputsa nenguva yokuvaka;

Muparidzi 3