Muparidzi 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatenga varandarume navarandakadzi, uye ndaiva navamwe varanda vakaberekerwa mumba mangu. Ndaivawo nepfuma zhinji yemombe namakwai, kupfuura ani zvake akanditangira kuvapo paJerusarema.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:1-15