Muparidzi 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaedza kuzvifadza newaini, uye kumbundikira upenzi, pfungwa dzangu dzichinditungamirira nouchenjeri. Ndaida kuona kuti chii chakafanira kuti vanhu vaite pasi pedenga mumazuva mashoma oupenyu hwavo.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:1-6