Muparidzi 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva ake ose basa rake kurwadziwa nokusuwa; kunyange nousiku pfungwa dzake hadzizorori. Naizvozviwo hazvina maturo.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:20-26