Muparidzi 2:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndiani angaziva kana achizova akachenjera kana benzi? Kunyange zvakadaro achava nesimba pamusoro pebasa rose randakatamburira nesimba nounyanzvi hwangu pasi pezuva. Izviwo hazvina maturo.

Muparidzi 2

Muparidzi 2:17-22