Muparidzi 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana mikova yokunzira ichinge yapfigwa uye maungira okukuya oderera; kana vanhu vomutswa nokuimba kweshiri asi nziyo dzavo dzose dzisisanzwiki zvakanaka;

Muparidzi 12

Muparidzi 12:1-6