Muparidzi 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarira Musiki wako pamazuva ouduku hwako, mazuva okutambudzika asati auya, namakore asati aswedera pauchati, “Handioni zvinofadza maari,”

Muparidzi 12

Muparidzi 12:1-2