Muparidzi 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kusha mbeu dzako mangwanani, uye madekwana urege kugarira maoko ako, nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chingava ichi kana icho, kana kuti zvose zviri zviviri zvichafanana pakunaka.

Muparidzi 11

Muparidzi 11:4-10