Muparidzi 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana makore azara nemvura anonayisa mvura panyika. Hazvinei kuti muti wawira zasi kana kumusoro, panzvimbo paunowira, ndipo paucharara.

Muparidzi 11

Muparidzi 11:1-10