Muparidzi 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana kutsamwa kwomubati kukakumukira, usabva panzvimbo yako; unyoro hunonyaradza mhosva huru.

Muparidzi 10

Muparidzi 10:3-11