Muparidzi 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakaropafadzwa iwe nyika ina mambo akaberekwa mukukudzwa uye ina machinda anodya panguva yakafanira, kuti vasimbiswe kwete kuti vadhakwe.

Muparidzi 10

Muparidzi 10:11-20