Muparidzi 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakafunga mumwoyo mangu ndikati, “Tarira, ndazviwanira uchenjeri hwakawanda kupfuura vose vakanditangira kutonga muJerusarema; ndava nouchenjeri uye noruzivo rwakawanda.”

Muparidzi 1

Muparidzi 1:14-18