Mika 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akakuratidza, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi. Uye kuti ndezvipi zvinodiwa naJehovha kubva kwauri? Kuita zvakarurama uye kufarira kunzwira ngoni, nokufamba naMwari wako wakazvininipisa.

Mika 6

Mika 6:2-9