Mika 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakubudisai kubva muIjipiti uye akakudzikinurai kubva munyika youranda. Ndakatuma Mozisi kuti azokutungamirirai, naAroniwo naMiriamu.

Mika 6

Mika 6:1-13