Mika 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchadya asi hamungaguti: dumbu renyu richaramba risina chinhu. Muchaisa mudura asi mugoshaya zvamachengeta, nokuti zvamunounganidza ndichazviparadza nomunondo.

Mika 6

Mika 6:13-16