Mika 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndicharemadza vakasara, vaya vakadzingwa ivo rudzi rwakasimba. Jehovha achavatonga paGomo reZioni kubva pazuva iroro nokusingaperi.

Mika 4

Mika 4:1-13