Mika 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achatonga pakati pamarudzi mazhinji nokupedza gakava pandudzi dzine simba dziri kure kure. Vachapfura minondo yavo vachiita mapadza. namapfumo vachiaita mapanga okuchekerera miti. Rudzi harungasimudziri rumwe rudzi munondo, havangazodzidzirizve kurwa.

Mika 4

Mika 4:1-7