Mika 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachadana kuna Jehovha, asi haangavadaviri. Panguva iyoyo achavanza chiso chake kwavari nokuda kwezvakaipa zvavakaita.

Mika 3

Mika 3:1-11