Mika 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo achaparura nzira achaenda pamberi pavo; vachapwanya napasuo vagobuda panze. Mambo wavo achapfuura ari pamberi pavo, Iye Jehovha achivatungamirira.”

Mika 2

Mika 2:6-13