Mika 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaizvozvo ndichachema nokuungudza; ndichafamba ndisina shangu mutsoka uye ndisina kupfeka. Ndichaungudza segava uye ndichachema sezizi.

Mika 1

Mika 1:1-16