Mateo 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kuti mugoziva kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Ipapo akati kumunhu uya akanga akafa mitezo, “Simuka, tora bonde rako uende kumba.”

Mateo 9

Mateo 9:1-15